Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Tete Tanya makanyanya kani moda mazanda emadoraaaa😮😮😮😮😮
Kugocha kunoda kwaamai but kuhura kunoda kwababa😂😂😂
Mainini Aliana kugwarisa henyu 😂😂😂😂😂anyways makangwarira henyu which is good👍 👍
Mainini vakanyanya kuita muramu chaiye 👋👋👋👋
Mainini is sweet, real, natural and has got a sweet voice. "Hangangoindi pasina zvaaipwa" Amai mandifungisa kumusha nechikaranga.
Thank you thank you❤ ndanga ndanzwa nekumirira 💃🏻💃🏻
Mbuya dzakaita samai iyo dzinoda kuisa mhino dzadzo padzisingadiwe ndotukira kure
lol 🤣😂🤣Maininiii Manyama , muri kumberi , great stuff
lol Prasely kikkkkk Tendai avakuyamwisaaa 🍼🍼🍼
Vois hamainini umm love ❤❤❤❤
I think Calton akaurawa na X wake. The X is going to give Tindo as the suspect because Tindo refused kuita zvaanoda. She thinks she has found a scapegoat but I think achabapwa chete
Really 😢
Hanzi Mwana wenyu arikuda mazai emadora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅😂😂😂😂😂 haaadi munhu murume
Tindo Tindo ndiwe vakazvitanga you deserve zvaitika izvi who does that kugara ne girlfriend mumba mune mukadzi vake vakamushorei nhai
Haaaa Tindo was serious
Saka iye akutizey
@@creationsvisuals ukuda agarirei? Umuis3 demo hako wa discover kuti aisevewa naCaltorn
😂😂😂😂 angu mashoko mdachengeta muhana
I miss kuona Alana
muface wekurova graft is a good actor
ndikuda kuona mai va tindo na tanya 😂😂😂😂
Why kkkkk
Hanzi mwana arikuda mazai e madora 😂😂😂
Tindo banda ka mainini ako big time
This mainn is on fireeee she is siting on fireee vari kutsva kkkk plz bbmkuru dzimuraiwo mainn
Good works guys
Well acted❤❤❤
Vave vanhu vangani vaka teya Calton pane vachafira mhosva dzisiri dzavo 🤣🤣🤣🤣bhooo here mazai ema dora
makapenga❤
Icho shumbakadzi hanzi ndda Mazai emadora😂😂😂😂
Mazai emadora🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Maone atanga manje😮
Haa 😂😂😂 Tindo vanga vakashatirwaaaa nasii yoh
bamkuru 😂😂😂😂
Sekuru Mavery very boe here
Makatinyimireiko kuchannel
Kunyima chii?
@@creationsvisuals tajaira kt moisa kuchannel yenyu kuwhatsapp
I love aliana❤
Mazai emadora hre
Ninez manje hanzi munhu wako arikuita kupupuma nehasha unoiswa pfuti😛😛😛😛😛😛
Ukanyanyozvifungisisa unogara uchitaura wega hameki kkkkk
Colton anofa chete kakonzeresa bt kanyanya vana vevanhu vaperera
Napiri
Aliana bhoo here ipapo😅😅😅😅
Haaa bt sometimes in life u don't need to make decision with anger bt ur kuitirwa chipfambi nemukadzi wako kwakangooma
Wafa Wanaka 😝😝😝😝😝😝😝
Tora mainini urore
Mudhuwa kutinon9kera guys❤
Wafa wanaka we move😅
MESE MAKAHURA TINDO, life goes on. Regereranai coz hapana akange ari perfect mu marriage menyu.
No one is perfect but in an african home mukadzi ukangohura chete wadzva😂
@@Cynevisuals 😂😂😂😂 But apa vanofanha kunzwanana
@@GladieShirie90 so are u telling me dai aari mudzimai wenyu akahura akauya nebonga mumusha maisekerera? Ngationesane chokwadi pano
@@Cynevisuals considering kt ndinewo vana panze kaaaaaaaaaaa .ehe.
@@GladieShirie90 are you for real my gee?
Amana tinenge tiri muchurch😂😂😂😂
Muchiona drama mury muchurch😂 magtom😅inoda kuona church yapera
Tindo unobhema mbaje hr😊
Kana shisha haitozive muromo macho
@@creationsvisuals kkkk saka une confidence unogonesa
Wagona zvee
Tindo muhombe ndatenda hank
🔥🔥🔥
Can't wait for other episod
🎉🎉hoyooo
😅😅😅😂😂mazai ema doro😂😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mange matiregerera weduwee, thank you for this episode
Makurukota anoona nezvekubuditswa kwe infidelity ainge akatsamwa kuti vanhu varikuona vasina ku subscriber vakawandisa so takatozochema chema kut pleasee 😂 saka please vasat va subscriber tinoti subscriber nda nesu tenge takatoimirirawo bt gurukota rikati this that hatina zvekuita... anyway tinoti ruregerero kunemi vaoni
Mhinduro dzako ma1❤😂😂😂😂
Indava?😂
Well done unochi master boe chibasa ichi
Nyaya iya yaipa manje but Aliana ka ❤❤❤
Tindo unedzungu unofanirwa kupa munhu tym to xpln
Munorevey kana muchiti dzungu saka munhu aipihwa time to explain asipo here cde
Thank you for posting my content
apa cde makaratidza kuti varume vari weak ....stil ndiwe not me
Tindo tindo
Thanks guys makumberi kwekuseri
11:49
❤❤❤
Tindo mapudzi aowira kusina hari kkkkkk marasta haarambike
Pfacha pfacha kana muchurch takumbobuda timboona😅😅😅😂😂😂
🙆🏿♀️😂😂😂
Zai remadora yoo
Alana chabvondoka
Mazai emadora 😂😂😂😂
Thank you🎉🎉🎉was patiently waiting
Ndanga ndaneta nekumirira
Tindo Tindo Tindo...ndakudana kangani
Katatu
Kkkkkk😂😂😂😂 unogona
Mainini mainini
Tindo anekawushiri kari paari
Munorevei kana muchidaro
Manga mandinonokera😅
Thank you Love you team
I'm here to rectify my sister's mistake,mynn mameats
Mazai emadora
Pamberi nemi
Mama vanogona avo 🔥 🔥
Munombotikanganwa guys
Tikufambira nyaya dzacho dzitori mu pipeline kuti tisakukanganwei
Tindo you are now abusing mainini pliz tsvaga mukadzi vako mupedzerane kwete kubatira mainini banga vaive busy nezvako Alana ari busywo kkkkk
pamberi na samasi samanyika uyo kumberi manje kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Makeup ur mind babamukuru
Mainini kutoisa mukoma kure kuti vatore murume haa ma1
But I think mainn kuita kwavo kunogona kuita kut bamkuru vagone kuregerera sis vake
@@tatendabangu8986 lets wait for next episode
its Look at me Bamukuru ndirikutaura nemi
But vakadzi so ,
Hoyooo thnx u guyz ❤
Thank you guys
Alana where are u
❤❤❤❤
❤❤